1 Peter 4:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kuguma kweɀinhu ɀose kwaʋa pedyo; naiɀoɀo iʋai ʋakacenjera, muȿinure kuti munyeŋgetere.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kuguma kwezvinhu zvose kwava pedyo. Naizvozvo ndangariro dzenyu ngadzichene uye muzvidzore kuti mugogona kunyengetera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuguma kwezvinhu zvose, kwava pedyo, naizvozvo dzikamai muzvibate kuti mukwanise kunamata.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kuguma kwezvinhu zvose kwava pedyo; naizvozvo ivai vakachenjera, musvinure kuti munyengetere.
Shona 2009?
Zvino kuguma kwezvinhu zvose kwava pedo; naizvozvo ivai vakachenjera musvinure kuti munyengetere.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kuguma kwezvinhu zvose kwava pedyo; naizvozvo ivai vakachenjera, musvinure kuti munyengetere.