1 Peter 4:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀikuru kuneɀose ɗanai noruɗo rukuru, nokuti ruɗo runofukidzira ɀiʋi ɀizhinji.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamusoro paizvozvo zvose dananai norudo rukuru, nokuti rudo runofukidza zvivi zvizhinji.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kupfuura zvimwe zvose rambai muchingodana nokuti rudo runofukidza zvitadzo zvakawanda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvikuru kune zvose danai norudo rukuru, nokuti rudo runofukidzira zvivi zvizhinji.
Shona 2009?
Zvikuru kunezvose danai norudo rukuru, nokuti rudo runofukidzira zvivi zvizhinji.
Shona SUB 2002 Bible
Zvikuru kune zvose danai norudo rukuru, nokuti rudo runofukidzira zvivi zvizhinji.