1 Peter 5:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ndinoraira ʋakuru pakati penyu, ini mukuru pamŋe cete naʋo necapupu camaɗambudziko aKristu, nomugoʋani naʋo wokubginya kucazoratidzwa, ndiciti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kuvakuru vari pakati penyu, ndinokumbira hangu somukuru pamwe chete nemi, nechapupu chamatambudziko aKristu, uye somumwewo achazogovana navo mukubwinya kuchazoratidzwa ndichiti:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo ndinokurudzira vakuru — vakuru pakati penyu somumwe wavakuru — vakuruwo uye somupupuri wamatambudziko aKristu uyewo somumwe waavo vachawana mugove mumbiri icharatidzwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo ndinorayira vakuru pakati penyu, ini mukuru pamwechete navo nechapupu chamadambudziko aKristu, nomugovani nawo wokubwinya kuchazoratidzwa, ndichiti:
Shona 2009?
Naizvozvo ndinoraira vakuru pakati penyu, ini mukuru pamwe chete navo nechapupu chamatambudziko aKristu, nomugovani navo wokubwinya kuchazoratidzwa, ndichiti:
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo ndinorayira vakuru pakati penyu, ini mukuru pamwechete navo nechapupu chamatambudziko aKristu, nomugovani nawo wokubwinya kuchazoratidzwa, ndichiti: