1 Peter 5:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakakunyorerai mashoko mashomanene naSirvano, hama yakatendeka pakufuŋga kwaŋgu, ndiciraira, nokupupura kuti idzi ndidzo nyasha dzaɀokwaɗi dzaMŋari; mirai madziri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakakunyorerai muchidimbu ndi-chibatsirwa naSirasi hama yangu yakatendeka, ndichikukurudzirai uye ndichipupura kuti idzi ndidzo nyasha dzaMwari dzechokwadi. Mirai makasimba madziri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakunyorerai muchidimbu ndichibatsirwa naSirivhanusi, hama yakatendeka sokuona kwangu, ndichikukuridzirai ndichitaura pachena kuti idzi inyasha dzaMwari chaidzo; rambai makasimba madziri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakakunyorerai mashoko mashomanene naSirivhano, hama yakatendeka pakufunga kwangu, ndichirayira, nokupupura kuti idzi ndidzo nyasha dzechokwadi dzaMwari; mirai madziri.
Shona 2009?
Ndakakunyorerai mashoko mashomanene naSirivhano, hama yakatendeka pakufunga kwangu, ndichiraira, nokupupura kuti idzi ndidzo nyasha dzechokwadi dzaMwari; mirai madziri.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakakunyorerai mashoko mashomanene naSirivhano, hama yakatendeka pakufunga kwangu, ndichirayira, nokupupura kuti idzi ndidzo nyasha dzechokwadi dzaMwari; mirai madziri.