1 Peter 5:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kereke iri muBabironi, yakasanaŋgurwa pamŋe cete nemi, naMarko, mŋanakomana waŋgu, ʋanokukwazisai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kereke iri muBhabhironi, yakasanangurwa pamwe chete nemi, inokukwazisai, uye mwanakomana wangu Mako anokukwazisaiwo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sangano revekuBhabhironi rakasarudzwawo semi rinokukwazisai uyewo Mako mwana wangu anokukwazisai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kereke iri muBhabhironi, yakasanangurwa pamwechete nemi, naMako, mwanakomana wangu, vanokukwazisai.
Shona 2009?
Kereke iri muBhabhironi, yakasanangurwa pamwe chete nemi, naMarko, mwanakomana wangu, vanokukwazisai.
Shona SUB 2002 Bible
Chechi iri muBhabhironi, yakasanangurwa pamwechete nemi, naMako, mwanakomana wangu, vanokukwazisai.