1 Peter 5:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Fudzai ɓoka raMŋari riri pakati penyu, musiŋgaɀiiti nokuroʋererwa, asi nomŋoyo unoɗa nokuɗa kwaMŋari, musiŋgaɀiiti nokuɗa kwokukarira fuma yakaipa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ivai vafudzi veboka raMwari riri pasi penyu, muchibata savatariri, musingazviiti nokuroveredzwa, asi nokuda kwokuti munoda, sezvinodikanwa naMwari kuti muve; musingakariri mari, asi muchishingaira pakushanda;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Fudzai danga raMwari rakaiswa mumaoko menyu, kwete sokunge munomanikidzwa asi nomwoyo unoda, kwete pamusana pokuda kuzvipfumisa zvinonyadzisa asi muchitozvifarira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Fudzai boka raMwari riri pakati penyu, musingazviiti nokurovererwa, asi nomwoyo unoda nokuda kwaMwari, musingazviiti nokuda kwokukarira pfuma yakaipa;
Shona 2009?
Fudzai boka raMwari riri pakati penyu, musingazviiti nokurovererwa, asi nomoyo unoda nokuda kwaMwari, musingazviiti nokuda kokukarira fuma yakaipa;
Shona SUB 2002 Bible
Fudzai boka raMwari riri pakati penyu, musingazviiti nokurovererwa, asi nomwoyo unoda nokuda kwaMwari, musingazviiti nokuda kwokukarira pfuma yakaipa;