1 Peter 5:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana Mufudzi mukuru acizoʋonekwa, mucawana korona yokubginya isiŋgaȿaʋi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye mufudzi mukuru paachaonekwa, muchapiwa korona yokubwinya isingaori.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana mufudzi mukuru wooneswa, muchawana ndaza isingabhuruvari yembiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana Mufudzi mukuru achizoonekwa, muchawana korona yokubwinya isingasvavi.
Shona 2009?
Kana Mufudzi mukuru achizovonekwa, muchawana korona yokubwinya isingasvavi.
Shona SUB 2002 Bible
Kana Mufudzi mukuru achizoonekwa, muchawana korona yokubwinya isingasvavi.