1 Peter 5:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kandirai pamsoro pake kufuŋganya kwenyu kwose, nokuti iye unokuceŋgetai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kandai pamusoro pake kufunganya kwenyu kwose nokuti anokuchengetai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Turirai zvinokudyai mwoyo zvose kwaari nokuti anehanya nemi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kandirai pamusoro pake kufunganya kwenyu kwose, nokuti iye anokuchengetai.
Shona 2009?
kandirai pamusoro pake kufunganya kwenyu kose, nokuti iye unokuchengetai.
Shona SUB 2002 Bible
kandirai pamusoro pake kufunganya kwenyu kwose, nokuti iye anokuchengetai.