1 Peter 5:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mumudziʋisei, makamira nesimba pakutenda, muciziʋa kuti kutambudzika ikoko kunoitirwa hama dzose dziri panyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumudzivise, mumire makasimba mukutenda, nokuti munoziva kuti hama dzenyu munyika yose dziri kutambudzika saizvozvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Murwisei, makasimba muchitendero chenyu, muchiziva kuti kutambudzika kumwecheteko kunofanira kutirirwa nevehama pasi pose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mumudzivisei, makamira nesimba pakutenda, muchiziva kuti kutambudzika ikoko kunoitirwa hama dzose dziri panyika.
Shona 2009?
Mumudzivisei, makamira nesimba pakutenda, muchiziva kuti kutambudzika ikoko kunoitirwa hama dzose dziri panyika.
Shona SUB 2002 Bible
Mumudzivise, makamira nesimba pakutenda, muchiziva kuti kutambudzika ikoko kunoitirwa hama dzose dziri panyika.