1 Samuel 1:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati aciramba acinyeŋgetera pamberi paJehova, Eri akacerekedza muromo wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvaakaramba achinamata kuna Jehovha, Eri akacherechedza muromo wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paainamata kuna Tenzi kwenguva ndefu kudaro Eri akaongorora muromo wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino wakati achiramba achinyengetera pamberi paJehovha, Eri akacherekedza muromo wake.
Shona 2009?
Zvino wakati achiramba achinyengetera pamberi paJehovha, Eri akacherekedza muromo wake.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino wakati achiramba achinyengetera pamberi paJehovha, Eri akacherechedza muromo wake.