1 Samuel 1:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Eri akati kwaari: Ucaramba wakaɓatwa kuȿikira riniko? Rasha waini yako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye akati kwaari, “Ucharamba uchidhakwa kusvika riniko? Siyana newaini yako.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Eri ndokumuti, “Unosvikira rini wakararadza kudai? Siyana newaini yako iyi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Eri akati kwaari, “Ucharamba wakabatwa kusvikira riniko? Rasha waini yako.”
Shona 2009?
Eri akati kwaari, "Ucharamba wakabatwa kusvikira rinhiko? Rasha waini yako."
Shona SUB 2002 Bible
Eri akati kwaari, “Ucharamba wakabatwa kusvikira rinhiko? Rasha waini yako.”