1 Samuel 1:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hana akapindura akati: Kwete, ishe waŋgu, ndiri mukadzi uneshuŋgu pamŋeya, handinakunwa waini, kana ɀinoɓata, asi ndaɗurura mŋeya waŋgu pamberi paJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hana akapindura akati, “Kwete, ishe wangu, ndiri mukadzi ane shungu pamweya. Ndanga ndisinganwi waini kana doro; ndanga ndichidurura mwoyo wangu kuna Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Hana akapindura achiti, “Aiwa changamire. Ini ndiri mudzimai ari kushungurudzika kwazvo mumwoyo. Handina kana kunwa waini kunyange doro zvaro. Chiripo ndechokuti ndanga ndichidurura nhuna dzomwoyo wangu kuna Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hana akapindura akati, “Kwete, ishe wangu, ndiri mukadzi ane shungu pamweya, handina kunwa waini, kana zvinobata, asi ndadurura mweya wangu pamberi paJehovha.
Shona 2009?
Hana akapindura akati, "Kwete, ishe wangu, ndiri mukadzi ane shungu pamweya, handina kumwa waini, kana zvinobata, asi ndadurura mweya wangu pamberi paJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Hana akapindura akati, “Kwete, ishe wangu, ndiri mukadzi ane shungu pamweya, handina kunwa waini, kana zvinodhaka, asi ndadurura mweya wangu pamberi paJehovha.