1 Samuel 1:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Musati murandakadzi wenyu mŋanasikana wakaiȿo‐ipa, nokuti kuȿikira ɀino ndakaŋga ndicitaura nokuɗa kwokucema kwaŋgu kukuru nokutambudzika kwaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musatore muranda wenyu somukadzi akaipa; ndanga ndichinyengetera pano zvichibva mukushushikana nokutambudzika kwangu kukuru.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musafungire kuti muranda wenyu ndiri mukadzi asina maturo nokuti ndanga ndichigurukuta zvinondinetsa nokusvoteswa kwandinoitwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Musati murandakadzi wenyu mwanasikana wakaisvoipa, nokuti kusvikira zvino ndakanga ndichitaura nokuda kwokuchema kwangu kukuru nokutambudzika kwangu.”
Shona 2009?
"Musati murandakadzi wenyu mwanasikana wakaisvoipa, nokuti kusvikira zvino ndakanga ndichitaura nokuda kokuchema kwangu kukuru nokutambudzika kwangu."
Shona SUB 2002 Bible
“Musati murandakadzi wenyu mwanasikana wakaisvoipa, nokuti kusvikira zvino ndakanga ndichitaura nokuda kwokuchema kwangu kukuru nokutambudzika kwangu.”