1 Samuel 1:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Eri akamupindura, akati: Enda hako norugare; Mŋari waIsraeri ŋgaakupe cawakakumbira kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Eri akapindura achiti, “Enda norugare, uye Mwari waIsraeri ngaakupe zvawakumbira kwaari.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Eri akamupindura achiti, “Enda zvako norugare. Mwari wavaIsiraeri ngaakupe zvawamukumbira.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Eri akamupindura, akati, “Enda hako norugare; Mwari waIsiraeri ngaakupe chawakakumbira kwaari.”
Shona 2009?
Ipapo Eri akamupindura, akati, "Enda hako norugare; Mwari waIsiraeri ngaakupe chawakakumbira kwaari."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Eri akamupindura, akati, “Enda hako norugare; Mwari waIsiraeri ngaakupe chawakakumbira kwaari.”