1 Samuel 1:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋguʋa yakati yapfuʋura, Hana akaʋa nemimba, akaɓereka mŋanakomana, akamutumidza zita rinonzi Samueri, aciti: Nokuti ndakamukumbira kunaJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo nokufamba kwenguva, Hana akabata pamuviri akabereka mwana mukomana. Akamutumidza kuti Samueri, achiti, “Nokuti ndakamukumbira kuna Jehovha.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokufamba kwenguva Hana vakabata pamuviri akasununguka mwana mukomana, akamutumidza zita rokuti Samueri nokuti akati, “Ndakamukumbira kuna Tenzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nguva yakati yapfuura, Hana akava nemimba, akabereka mwanakomana, akamutumidza zita rinonzi Samueri, achiti, “Nokuti ndakamukumbira kuna Jehovha.”
Shona 2009?
Nguva yakati yapfuura, Hana akava nemimba, akabereka mwanakomana, akamutumidza zita rinonzi Samueri, achiti, "Nokuti ndakamukumbira kuna Jehovha."
Shona SUB 2002 Bible
Nguva yakati yapfuura, Hana akava nemimba, akabereka mwanakomana, akamutumidza zita rinonzi Samueri, achiti, “Nokuti ndakamukumbira kuna Jehovha.”