1 Samuel 1:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Erikana murume wake akati kwaari: Ita seɀaunofuŋga; cimbogara hako kuȿikira wamurumura; asi Jehova ŋgaasimbise shoko rake. Naiɀoɀo mukadzi akambogara hake, akamŋisa mŋanakomana wake, kuȿikira amurumura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Erikana murume wake akati kwaari, “Ita zvaunoona zvakakunakira. Gara pano kusvikira wamurumura; dai Jehovha asimbisa shoko rake bedzi.” Naizvozvo mukadzi uyu akagara kumba akarera mwanakomana wake kusvikira amurumura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Murume wake, Erikana ndokumuti, “Ita zvako zvaunoonawo kuti zvakanaka umirire kudzamara arumurwa. Chete dai Tenzi akakubatsira kuti uzadzise mhiko yako.” Saka mudzimai uyu akasara achirera mwana wake kusvikira amurumura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Erikana murume wake akati kwaari, “Ita sezvaunofunga; chimbogara hako kusvikira wamurumura; asi Jehovha ngaasimbise shoko rake.” Naizvozvo mukadzi akambogara hake, akayamwisa mwanakomana wake, kusvikira amurumura.
Shona 2009?
Erikana murume wake akati kwaari, "Ita sezvaunofunga; chimbogara hako kusvikira wamurumura; asi Jehovha ngaasimbise shoko rake." Naizvozvo mukadzi akambogara hake, akayamwisa mwanakomana wake, kusvikira amurumura.
Shona SUB 2002 Bible
Erikana murume wake akati kwaari, “Ita sezvaunofunga; chimbogara hako kusvikira wamurumura; asi Jehovha ngaasimbise shoko rake.” Naizvozvo mukadzi akambogara hake, akayamwisa mwanakomana wake, kusvikira amurumura.