1 Samuel 1:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakati amurumura, akakwira naye anenzombe nhatu, neefa imŋe yoʋupfu, neɗende rewaini, akandomuisa mumba maJehova paShiro. Asi mŋana wakaŋga aciri muɗuku.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mushure mokunge arumurwa, akatora mukomana uyu, ari mudiki sezvaaiva, pamwe chete nehando yamakore matatu neefaa youpfu hwakatsetseka nedende rewaini, uye akaenda naye kuimba yaJehovha kuShiro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti arumura mwana wake akaenda naye pamwechete nechihandira chine makore matatu, noupfu hwekoroni hunorema makirogiramu gumi, nechigubhu chewaini chedehwe ndokuenda naye kumba yaTenzi kuShiro achiri ndumurwa kudaro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wakati amurumura, akakwira naye ane nzombe nhatu, neefa imwe youpfu, nedende rewaini, akandomuisa mumba maJehovha paShiro. Asi mwana wakanga achiri muduku.
Shona 2009?
Wakati arumumura, akakwira naye ane nzombe nhatu, neefa imwe youpfu, nedende rewaini, akandomuisa mumba maJehovha paShiro. Asi mwana wakanga achiri muduku.
Shona SUB 2002 Bible
Wakati amurumura, akakwira naye ane nzombe nhatu, neefa imwe youpfu, nedende rewaini, akandomuisa mumba maJehovha paShiro. Asi mwana wakanga achiri muduku.