1 Samuel 1:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hana akati: Ishe waŋgu, nomŋeya wenyu mupenyu, ishe waŋgu, ndini mukadzi wakaɗeya kumira pano pamberi penyu, ndicinyeŋgetera kunaJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye Hana akati kwaari, “Zvirokwazvo noupenyu hwenyu ishe wangu, ndini mukadzi uya akamira parutivi penyu ndichinyengetera kuna Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hana uyu ndokuti, “Changamire ndinopika zvechokwadi kuti ndini mudzimai uya changamire akambomira pano pamaiva achinamata kuna Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hana akati, “Ishe wangu, nomweya wenyu mupenyu, ishe wangu, ndini mukadzi wakadeya kumira pano pamberi penyu, ndichinyengetera kuna Jehovha.
Shona 2009?
Hana akati, "Ishe wangu, nomweya wenyu mupenyu, ishe wangu, ndini mukadzi wakadeya kumira pano pamberi penyu, ndichinyengetera kuna Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Hana akati, “Ishe wangu, nomweya wenyu mupenyu, ishe wangu, ndini mukadzi wakadeya kumira pano pamberi penyu, ndichinyengetera kuna Jehovha.