1 Samuel 1:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
saka neni ʋo ndamupa Jehova; mazuʋa ose okurarama kwake wakapiwa Jehova. Akanamata kunaJehova ipapo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka iye zvino ndinomupa kuna Jehovha. Kwoupenyu hwake hwose achapiwa kuna Jehovha.” Uye akanamata Jehovha ipapo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo mwana uyu ndamupa kuna Tenzi. Upenyu hwake hwose zvahwo ava munhu apiwa kuna Tenzi.” Vakanamata Tenzi ikoko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
saka neni ndamupa Jehovha; mazuva ose okurarama kwake wakapiwa Jehovha.” Akanamata kuna Jehovha ipapo.
Shona 2009?
saka neni ndamupa Jehovha; mazuva ose okurarama kwake wakapiwa Jehovha." Akanamata kuna Jehovha ipapo.
Shona SUB 2002 Bible
saka neni ndamupa Jehovha; mazuva ose okurarama kwake wakapiwa Jehovha.” Akanamata kuna Jehovha ipapo.