1 Samuel 1:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi Hana wakamupa migoʋe miʋiri; nokuti wakaŋga aciɗa Hana, asi Jehova wakaŋga azarira ciɀaro cake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi aipa Hana mugove wakapetwa kaviri nokuti aimuda, uye Jehovha akanga azarira chibereko chake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange zvazvo Erikana aida Hana aizongomupawo mugove mumwechete bedzi nokuti Tenzi akanga asina kumupa mbereko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi Hana wakamupa migove miviri; nokuti wakanga achida Hana, asi Jehovha wakanga azarira chizvaro chake.
Shona 2009?
asi Hana wakamupa migove miviri; nokuti wakanga achida Hana, asi Jehovha wakanga azarira chizvaro chake.
Shona SUB 2002 Bible
asi Hana wakamupa migove miviri; nokuti wakanga achida Hana, asi Jehovha akanga azarira chizvaro chake.