1 Samuel 10:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Samueri akatora cinu camafuta, akaaɗurura pamusoro wake, akamuȿeta, akati: Jehova haana‐kukuzodza here kuti uʋe mutuŋgamiriri waʋanhu ʋenhaka yake?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Samueri akatora chinu chamafuta akadurura pamusoro waSauro akamutsvoda uye akati, “Jehovha haana kukuzodza here kuti uve mutungamiri wenhaka yake?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino Samueri akatora chinu chamafuta akadururira mumusoro waSauro akamutsvoda akati, “Handiti Tenzi, izvozvi atokuzodza achikugadza kuti uve mutungamiriri wavanhu vake vaIsiraeri? Ndiwe uchatonga vanhu vaTenzi uchivanunurawo kuvavengi vavo vari munharaunda yavo. Chiratidzo chauchaziva nacho kuti Tenzi akuzodza achikugadza kuti uve mutungamiriri wavanhu vake ndechichi chokuti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Samueri akatora chinu chamafuta, akadurura pamusoro wake, akamutsvoda, akati, “Jehovha haana kukuzodza here kuti uve mutungamiriri wavanhu venhaka yake?
Shona 2009?
Zvino Samueri akatora chinu chamafuta, akadurura pamusoro wake, akamutsvoda, akati, "Jehovha haana kukuzodza here kuti uve mutungamiriri wavanhu venhaka yake?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Samueri akatora chinu chamafuta, akadurura pamusoro wake, akamutsvoda, akati, “Jehovha haana kukuzodza here kuti uve mutungamiriri wavanhu venhaka yake?