1 Samuel 10:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋose ʋaimuziʋa kare ʋakati ʋaciʋona iɀoɀo, kuti woprofita pamŋe cete naʋo, ʋanhu ʋakataurirana, ʋakati: Cinyiko cawira mŋanakomana waKishi? Sauro waʋa pakati paʋaprofita ʋo here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vose vakanga vachimuziva kare vakati vamuona achiprofita pamwe chete navaprofita, vakabvunzana vachiti, “Chiiko ichi chaitika kumwanakomana waKishi? Sauro ava pakati pavaprofitawo here?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vose vaimbomuziva kare pavakamuona achiporofita kudaro navaporofita vakabvunzana vachiti, “Ko mwanakomana waKishi apindwa nei? Sauro avawo mumwe wavaporofita nhai?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vose vaimuziva kare vakati vachiona izvozvo, kuti woporofita pamwechete navo, vanhu vakataurirana, vakati, “Chinyiko chawira mwanakomana waKishi? Sauro wava pakati pavaporofitawo here?”
Shona 2009?
Zvino vose vaimuziva kare vakati vachiona izvozvo, kuti woporofita pamwechete navo, vanhu vakataurirana, vakati, "Chinyiko chawira mwanakomana waKishi? Sauro wava pakati pavaporofitawo here?"
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vose vaimuziva kare vakati vachiona izvozvo, kuti woporofita pamwechete navo, vanhu vakataurirana, vakati, “Chiiko chawira mwanakomana waKishi? Sauro wava pakati pavaporofitawo here?”