1 Samuel 10:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mumŋe wa’po akapindura, akati: Ƃaɓa ʋaʋo ndianiko? Naiɀoɀo yakazoʋa shumo kuti: Ko Sauro waʋa pakati paʋaprofita here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumwe murume aigarako akapindura achiti, “Zvino baba vavo ndiani?” Saka chakava chirevo chokuti, “Sauro ava pakati pavaprofitawo here?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumwewo murume weko akati, “Ko Baba vavo ndiani? Munoti iwo mweya wokuporofita unobva kunaaniko?” Ndokusaka kwakabva kwava netsumo yokuti, “Sauro avawo mumwe wavaporofita nhai?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mumwe wapo akapindura, akati, “Baba vavo ndianiko?” Naizvozvo yakazova shumo kuti, “Ko Sauro wava pakati pavaporofita here?”
Shona 2009?
Zvino mumwe wapo akapindura, akati, "Baba vavo ndianiko?" Naizvozvo yakazova shumo kuti, "Ko Sauro wava pakati pavaporofita here?"
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mumwe wapo akapindura, akati, “Baba vavo ndianiko?” Naizvozvo yakazova shumo kuti, “Ko Sauro wava pakati pavaporofita here?”