1 Samuel 10:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƃaɓamunini ʋaSauro ʋakati kwaari, nokumuranda wake: Makaŋga maendepiko? Akati: Kundotȿaka mboŋgoro, asi takati ticiʋona kuti hadziwanikwi, tikaenda kunaSamueri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino babamunini vaSauro vakamubvunza iye nomuranda wake vachiti, “Makanga muripiko?” Akati, “Takanga tichitsvaga mbongoro. Asi patakaona kuti hadzisi kuzowanikwa takaenda kuna Samueri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Baba mudiki vaSauro vakabvunza iye Sauro nomuranda wake kuti, “Makanga muri kupiko?” Sauro ndokuti, “Takanga tichitsvaka madhongi. Asi patakaona kuti haasi kuwanikwa taashaya takazoenda kuna Samueri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Babamunini vaSauro vakati kwaari, nokumuranda wake, “Makanga maendepiko?” Akati, “Kundotsvaka mbongoro, asi takati tichiona kuti hadziwanikwi, tikaenda kuna Samueri.”
Shona 2009?
Babamunini vaSauro vakati kwaari, nokumuranda wake, "Makanga maendepiko?" Akati, "Kundotsvaka mbongoro, asi takati tichiona kuti hadziwanikwi, tikaenda kuna Samueri."
Shona SUB 2002 Bible
Babamunini vaSauro vakati kwaari, nokumuranda wake, “Makanga maendepiko?” Akati, “Kundotsvaka mbongoro, asi takati tichiona kuti hadziwanikwi, tikaenda kuna Samueri.”