1 Samuel 10:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƃaɓamunini ʋaSauro ʋakati: Ƌondiʋudza ʋo ɀamakaʋudzwa naSamueri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Babamunini vaSauro vakati, “Ndiudzei kuti Samueri akati kudii kwamuri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Baba mudiki vaSauro vakati, “Tipirewoka tinzwe zvamakaudzwa naSamueri?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Babamunini vaSauro vakati, “Dondiudzawo zvamakaudzwa naSamueri.”
Shona 2009?
Babamunini vaSauro vakati, "Dondiudzawo zvamakaudzwa naSamueri."
Shona SUB 2002 Bible
Babamunini vaSauro vakati, “Dondiudzawo zvamakaudzwa naSamueri.”