1 Samuel 10:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Sauro akati kunaɓaɓamunini ʋake: Wakatiʋudza pacena, kuti mboŋgoro dzatowanikwa hadzo. Asi haana‐kumuʋudza shoko roʋushe rakaŋga rataurwa naSamueri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sauro akapindura achiti, “Akatiudza pachena kuti mbongoro dzakanga dzawanikwa.” Asi haana kuudza babamunini vake nezvoumambo zvakanga zvataurwa naSamueri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sauro akapindura baba mudiki wake achiti, “Akanyatsotizivisa pachena kuti madhongi akawanikwa.” Asi nenyaya yezvoumambo yaakanga audzwa naSamueri, hapana kana chaakavataurira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Sauro akati kuna babamunini vake, “Wakatiudza pachena, kuti mbongoro dzatowanikwa hadzo.” Asi haana kumuudza shoko roushe rakanga rataurwa naSamueri.
Shona 2009?
Ipapo Sauro akati kuna babamunini vake, "Wakatiudza pachena, kuti mbongoro dzatowanikwa hadzo." Asi haana kumuudza shoko roushe rakanga rataurwa naSamueri.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Sauro akati kuna babamunini vake, “Wakatiudza pachena, kuti mbongoro dzatowanikwa hadzo.” Asi haana kumuudza shoko roushe rakanga rataurwa naSamueri.