1 Samuel 10:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akati kuʋana ʋaIsraeri: Ɀanzi naJehova, Mŋari waIsraeri: Ndakaɓuɗisa ʋana ʋaIsraeri paEgipita, ndikakurwirai pamaʋoko aʋaEgipita, napamaʋoko amadzimambo ose aikuremedzai;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
akati kwavari, “Zvanzi naJehovha Mwari weIsraeri, ‘Ndakabudisa Israeri muIjipiti, uye ndakakudzikinurai kubva kusimba reIjipiti noumambo hwose hwaikudzvinyirirai.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Zvanzi naTenzi Mwari wavaIsiraeri, ‘Ndakaburitsa vaIsiraeri muIjipiti ndikakununurai mumaoko avaIjipiti nomumaoko amadzimambo ose aikubatai zvakaipa.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akati kuvana vaIsiraeri, “Zvanzi naJehovha, Mwari waIsiraeri, ‘Ndakabudisa vana vaIsiraeri paIjipiti, ndikakurwirai pamaoko avaIjipiti, napamaoko amadzimambo ose aikuremedzai;
Shona 2009?
akati kuvana vaIsiraeri, "Zvanzi naJehovha, Mwari waIsiraeri, `Ndakabudisa vana vaIsiraeri paljipiti, ndikakurwirai pamaoko avaIjipiti, napamaoko amadzimambo ose aikuremedzai;
Shona SUB 2002 Bible
akati kuvana VaIsiraeri, “Zvanzi naJehovha, Mwari waIsiraeri, ‘Ndakabudisa vana VaIsiraeri muIjipiti, ndikakurwirai pamaoko aVaIjipiti, napamaoko amadzimambo ose aikuremedzai;