1 Samuel 10:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ʋakabvunza ɀe Jehova, ʋakati: Iye munhu uri pano here? Jehova akapindura, akati: Tarirai, waʋanda pakati penhumbi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka vakabvunzazve Jehovha, vachiti, “Murume uyu ati auya pano here?” Zvino Jehovha akati, “Hongu, ahwanda pakati penhumbi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka vakabvunzazve kuna Tenzi vachiti, “Ko munhu iyeyo ambouya here?” Tenzi ndokupindura achiti, “Ehe auya. Akahwanda zvake mukati memikwende.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo vakabvunzazve Jehovha, vakati, “Iye munhu ari pano here?” Jehovha akapindura, akati, “Tarirai; wavanda pakati penhumbi.”
Shona 2009?
Naizvozvo vakabvunzazve Jehovha, vakati, "Iye munhu ari pano here?" Jehovha akapindura, akati, "Tarirai; wavanda pakati penhumbi."
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo vakabvunzazve Jehovha, vakati, “Iye munhu ari pano here?” Jehovha akapindura, akati, “Tarirai; wavanda pakati penhumbi.”