1 Samuel 10:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Samueri akati kuʋanhu ʋose: Munoʋona wakatsaurwa naJehova, kuti hakuna‐wakafanana naye pakati paʋanhu ʋose here? Ʋanhu ʋose ʋakaɗanidzira, ʋaciti: Mambo ŋgaararame.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Samueri akati kuvanhu vose, “Muri kumuona here munhu asarudzwa naJehovha? Hapana mumwe munhu akaita saye pakati pavanhu vose.” Ipapo vanhu vakadanidzira vachiti, “Mambo ngaararame nokusingaperi!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Samueri akati kuvanhu vose, “Mamuonaka munhu akasarudzwa naTenzi? Hakuna mumwe angaenzaniswe naye.” Vanhu vose vakadaidzira vachiti, “Mambo! Hekani waro, ngazvigare zvakadaro!”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Samueri akati kuvanhu vose, “Munoona wakatsaurwa naJehovha, kuti hakuna wakafanana naye pakati pavanhu vose here?” Vanhu vose vakadanidzira vachiti, “Mambo ngaararame.”
Shona 2009?
Samueri akati kuvanhu vose, "Munoona wakatsaurwa naJehovha, kuti hakuna wakafanana naye pakati pavanhu vose here?" Vanhu vose vakadanidzira vachiti, "Mambo ngaararame."
Shona SUB 2002 Bible
Samueri akati kuvanhu vose, “Munoona wakatsaurwa naJehovha, kuti hakuna wakafanana naye pakati pavanhu vose here?” Vanhu vose vakadanidzira vachiti, “Mambo ngaararame.”