1 Samuel 10:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ipapo Mŋeya waJehova ucaʋuya pamsoro pako nesimba, ukaprofita pamŋe cete naʋo, ukashanduka ukaʋa mumŋe munhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mweya waJehovha uchauya pamusoro pako nesimba uye uchaprofita pamwe chete navo, uye uchashandurwa ugova mumwe munhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Mweya waTenzi achabva auyawo zvine simba guru kwazvo pauri iwe ugoporofita pamwechete navo. Iwe uchasanduka ukava mumwe munhu akasiyana nezvauri izvi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ipapo Mweya waJehovha uchauya pamusoro pako nesimba, ukaporofita pamwechete navo, ukashanduka ukava mumwe munhu.
Shona 2009?
"Ipapo Mweya waJehovha uchauya pamusoro pako nesimba, ukaporofita pamwechete navo, ukashanduka ukava mumwe munhu.
Shona SUB 2002 Bible
“Ipapo Mweya waJehovha uchauya pamusoro pako nesimba, ukaporofita pamwechete navo, ukashanduka ukava mumwe munhu.