1 Samuel 10:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati atendeʋuka, obva kunaSamueri, Mŋari akamupa mumŋe mŋoyo; ɀiratidzo iɀo ɀose ɀikaitika nomusi iwoyo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sauro akati achangotendeuka kuti abve pana Samueri, Mwari akashandura mwoyo waSauro, uye zviratidzo zvose izvi zvakazadziswa zuva iroro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sauro paakafuratira Samueri oenda zvake, Mwari akamupa mumwe mwoyo zviratidzo zvose izvi zvikabva zvaitika zuva iroro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino wakati atendeuka, obva kuna Samueri, Mwari akamupa mumwe mwoyo; zviratidzo izvo zvose zvikaitika nomusi iwoyo.
Shona 2009?
Zvino wakati atendeuka, obva kuna Samueri, Mwari akamupa mumwe moyo; zviratidzo izvo zvose zvikaitika nomusi iwoyo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino wakati atendeuka, obva kuna Samueri, Mwari akamupa mumwe mwoyo; zviratidzo izvo zvose zvikaitika nomusi iwoyo.