1 Samuel 11:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ʋarume ʋeJabeshi ʋakati: Maŋgwana ticaɓuɗa kwamuri, mutiitire henyu seɀamunoɗa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati kuvaAmoni, “Mangwana tichazvipira kwamuri, uye muchaita kwatiri zvose zvinenge zvakakunakirai.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Varume vokuJabheshi ndokuti kuvaAmoni, “Mangwana tichazviisa zvedu mumaoko enyu mugoita zvenyu zvamunoda nesu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo varume veJabheshi vakati, “Mangwana tichabuda kwamuri, mutiitire henyu sezvamunoda.”
Shona 2009?
Naizvozvo varume veJabheshi vakati, "Mangwana tichabuda kwamuri, mutiitire henyu sezvamunoda."
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo varume veJabheshi vakati, “Mangwana tichabuda kwamuri, mutiitire henyu sezvamunoda.”