1 Samuel 11:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋanhu ʋakati kunaSamueri: Ndianiko wakati: Sauro uŋgatiɓata ʋushe here? Hendei, tiʋaʋuraye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vanhu vakati kuna Samueri, “Ndiani akabvunza achiti, ‘Sauro achatitonga here?’ Uyai navarume ava kwatiri tivauraye.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu ndopavakati kuna Samueri, “Ndivanaani vaya vaitadza kutaura vachiti, ‘Tingatongwe naSauro here isu?’ Ngavaunzwe pano varume ivava tivapfuudze.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vanhu vakati kuna Samueri, “Ndianiko wakati, ‘Sauro ungatibata ushe here?’ ” Hendei, tivauraye.
Shona 2009?
Zvino vanhu vakati kuna Samueri, "Ndianiko wakati, `Sauro ungatibata ushe here?' " Hendei, tivauraye.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vanhu vakati kuna Samueri, “Ndianiko wakati, ‘Sauro ungatibata ushe here?’ ” Hendei, tivauraye.