1 Samuel 11:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Sauro akati: Ŋgakurege kuʋurawa munhu mumŋe nhasi, nokuti Jehova wakarwira Israeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Sauro akati, “Hapana munhu achaurayiwa nhasi, nokuti nhasi Jehovha anunura Israeri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Sauro akati, “Hapana anofanira kuurayiwa nhasi uno nokuti iye nhasi uno Tenzi anunura nyika yeIsiraeri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Sauro akati, “Ngakurege kuurawa munhu mumwe nhasi, nokuti Jehovha wakarwira Isiraeri.”
Shona 2009?
Sauro akati, "Ngakurege kuurawa munhu mumwe nhasi, nokuti Jehovha wakarwira Isiraeri."
Shona SUB 2002 Bible
Sauro akati, “Ngakurege kuurayiwa munhu mumwe nhasi, nokuti Jehovha akarwira Isiraeri.”