1 Samuel 11:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nahashi muAmoni akati kwaʋari: Ndicatenda kuita suŋgano nemi kana meso enyu ose orudyi acitumburwa, kuti ndinyadze ʋaIsraeri ʋose naɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Nahashi muAmoni akapindura achiti, “Ndichaita chibvumirano nemi bedzi kana ndabvisa ziso rokurudyi romumwe nomumwe wenyu mose saizvozvo ndigonyadzisa Israeri yose.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Nahashi muAmoni akavati, “Ndingatozoita chitenderano nemi kana ndichinge ndatotanga ndaita izvi zvokuti ndokusvukunurai mose maziso enyu okurudyi ndigonyadzisa vaIsiraeri vose nazvo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nahashi muAmoni akati kwavari, “Ndichatenda kuita sungano nemi kana meso enyu ose orudyi achitumburwa, kuti ndinyadze vaIsiraeri vose nazvo.”
Shona 2009?
Nahashi muAmoni akati kwavari, "Ndichatenda kuita sungano nemwi kana meso enyu ose orudyi achitumburwa, kuti ndinyadze vaIsiraeri vose nazvo."
Shona SUB 2002 Bible
Nahashi muAmoni akati kwavari, “Ndichatenda kuita sungano nemi kana meso enyu ose orudyi achitumburwa, kuti ndinyadze VaIsiraeri vose nazvo.”