1 Samuel 11:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakuru ʋeJabeshi ʋakati kwaari: Titenderei mazuʋa manomŋe, titume nhume kunyika yose yaIsraeri; ɀino kana pasina‐uŋgatiponesa, ticaɓuɗa kwauri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakuru veJabheshi vakati kwaari, “Tipe mazuva manomwe kuti tigotuma nhume muIsraeri yose; kana pashaya mumwe chete anouya kuzotinunura, tichazvipa kwamuri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakuru vakuru vomuJabheshi vakati kwaari, “Tipeiwo mazuva manomwe tiwanewo nguva yokumbotumira nhume munyika yose yeIsiraeri. Kana kwashayika wokuzotinunura ndopatichazviisa zvedu mumaoko enyu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakuru veJabheshi vakati kwaari, “Titenderei mazuva manomwe, titume nhume kunyika yose yaIsiraeri; zvino kana pasina ungatiponesa, tichabuda kwauri.”
Shona 2009?
Vakuru veJabheshi vakati kwaari, "Titenderei mazuva manomwe, titume nhume kunyika yose yaIsiraeri, zvino kana pasina ungatiponesa, tichabuda kwauri."
Shona SUB 2002 Bible
Vakuru veJabheshi vakati kwaari, “Titenderei mazuva manomwe, titume nhume kunyika yose yaIsiraeri; zvino kana pasina ungatiponesa, tichabuda kwauri.”