1 Samuel 11:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino nhume dzikaȿika paGibea, kwaSauro, dzikataura mashoko iwayo kuʋanhu; ʋanhu ʋose ʋakacema kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nhume padzakauya kuGibhea yaSauro vakaudza vanhu zvisungo izvi vose vakachema zvikuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nhume dzacho padzakasvika kuGibhea kwaSauro dzakasvitsa shoko iri munzeve dzavanhu, vanhu ndokuita zhwerendende kuchema.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino nhume dzikasvika paGibhea, kwaSauro, dzikataura mashoko iwayo kuvanhu; vanhu vose vakachema kwazvo.
Shona 2009?
Zvino nhume dzikasvika paGibhiya, kwaSauro, dzikataura mashoko iwayo kuvanhu; vanhu vose vakachema kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino nhume dzikasvika paGibhia, kwaSauro, dzikataura mashoko iwayo kuvanhu; vanhu vose vakachema kwazvo.