1 Samuel 11:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Sauro wakabva kumunda acitinha ŋombe dzake; Sauro akati: Ʋanhu ʋanonzweiko ɀaʋanocema kuɗai? Akaʋudzwa mashoko aʋarume ʋeJabeshi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Panguva iyoyo Sauro akanga achibva kuminda, ari shure kwehando dzake, akabvunza achiti, “Vanhu vaita sei? Vari kuchemeiko?” Ipapo vakarondedzerazve zvakanga zvataurwa navarume veJabheshi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvo Sauro akanga achibva zvake kumunda achitotinha nzombe dzake. Sauro ndokuti, “Ko vanhu vari kuchema, vari kuchemei?” Vakamutaurira nyaya dzakanga dzasvika nenhume dzokuJabheshi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Sauro wakabva kumunda achitinha mombe dzake; Sauro akati, “Vanhu vanonzweiko zvavanochema kudai?” Akaudzwa mashoko avarume veJabheshi.
Shona 2009?
Zvino Sauro wakabva kumunda achitinha mombe dzake; Sauro akati, "Vanhu vanonzweiko zvavanochema kudai?" Akaudzwa mashoko avarume veJabheshi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Sauro wakabva kumunda achitinha mombe dzake; Sauro akati, “Vanhu vanonzweiko zvavanochema kudai?” Akaudzwa mashoko avarume veJabheshi.