1 Samuel 11:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akaʋaʋereŋga paBezeki; ʋana ʋaIsraeri ʋakaȿika ɀuru ɀinamazana matatu, naʋarume ʋaJuda ɀuru ɀinamakumi matatu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sauro paakavaunganidza paBhezeki, varume veIsraeri vaisvika mazana matatu ezviuru uye varume veJudha zviuru makumi matatu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sauro akavaronganisa kuBhezeki. Paiva navarwi vokwaIsiraeri mazana matatu ezviuru vokwaJudha vari zviuru makumi matatu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akavaverenga paBhezeki; vana vaIsiraeri vakasvika zviuru zvina mazana matatu, navarume vaJudha zviuru zvina makumi matatu.
Shona 2009?
Iye akavaverenga paBhezeki; vana vaIsiraeri vakasvika zviuru zvina mazana matatu, navarume vaJudha zviuru zvina makumi matatu.
Shona SUB 2002 Bible
Iye akavaverenga paBhezeki; vana VaIsiraeri vakasvika zviuru zvina mazana matatu, navarume vaJudha zviuru zvina makumi matatu.