1 Samuel 12:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Samueri akati kuʋaIsraeri ʋose: Tarirai, ndakaterera manzwi enyu paɀinhu ɀose ɀamakataura kwandiri, ndikakugadzirai mambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Samueri akati kuvaIsraeri vose, “Ndakateerera zvose zvamakataura kwandiri ndikagadza mambo pamusoro penyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Samueri akati kuvaIsiraeri vose, “Chinzwai munzwe, ndakateerera zvose zvamakanditaurira ndikakugadzirai mambo wokukutongai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Samueri akati kuvaIsiraeri vose, “Tarirai, ndakaterera mazwi enyu pazvinhu zvose zvamakataura kwandiri, ndikakugadzirirai mambo.
Shona 2009?
Zvino Samueri akati kuvaIsiraeri vose, "Tarirai, ndakateerera manzwi enyu pazvinhu zvose zvamakataura kwandiri, ndikakugadzirirai mambo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Samueri akati kuVaIsiraeri vose, “Tarirai, ndakateerera mazwi enyu pazvinhu zvose zvamakataura kwandiri, ndikakugadzirirai mambo.