1 Samuel 12:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋakacema kunaJehova, ʋakati: Takatadza, nokuti takasiya Jehova, tikashumira ʋaBaari neAshtaroti; asi ɀino tirwirei henyu pamaʋoko aʋaʋeŋgi ʋeɗu, tikushumirei.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakachema zvikuru kuna Jehovha vachiti, ‘Takatadza; takasiya Jehovha tikashandira vanaBhaari navaAshitoreti. Asi iye zvino tinunurei kubva mumaoko avavengi vedu, tigokushumirai.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Madzibaba enyu akachema kuna Tenzi achiti, ‘Takatadza nokuti takasiyana nemi Tenzi tikanamata vamwe vamwari vanaBhaari nanaAshitaroti. Zvino dai mukachitinunurawo zvenyu mumaoko avavengi vedu tigokunamatai imi.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vakachema kuna Jehovha, vakati, ‘Takatadza, nokuti takasiya Jehovha, tikashumira vaBhaari neAshitaroti; asi zvino tirwirei henyu pamaoko avavengi vedu, tikushumirei.’
Shona 2009?
Ipapo vakachema kuna Jehovha, vakati, `Takatadza, nokuti takasiya Jehovha, tikashumira vaBhaari neAshitaroti; asi zvino tirwirei henyu pamaoko avavengi vedu, tikushumirei.'
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vakachema kuna Jehovha, vakati, ‘Takatadza, nokuti takasiya Jehovha, tikashumira vaBhaari neAshitaroti; asi zvino tirwirei henyu pamaoko avavengi vedu, tikushumirei.’