1 Samuel 12:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋanhu ʋose ʋakati kunaSamueri: nyeŋgetererai henyu ʋaranda ʋenyu kunaJehova Mŋari wenyu, tirege kufa, nokuti takawedzera paɀiʋi ɀeɗu ɀose cinhu ici cakaipa, kuti takaɀikumbirira mambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vose vakati kuna Samueri, “Nyengetererai varanda venyu kuna Jehovha Mwari wenyu kuti tirege kufa, nokuti pamusoro pezvimwe zvivi zvedu takawedzera chivi chokukumbira mambo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vose vakati kuna Samueri, “Tinamatireiwo isu varanda venyu kuna Tenzi Mwari wenyu kuti tirege kufa nokuti nokuzvikumbirira kwatakaita mambo isu takatopamhidzira uipi pane zvimwe zvitadzo zvedu zvose.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vanhu vose vakati kuna Samueri, “Nyengetererai henyu varanda venyu kuna Jehovha Mwari wenyu, tirege kufa, nokuti takawedzera pazvivi zvedu zvose chinhu ichi chakaipa, kuti takazvikumbirira mambo.”
Shona 2009?
Ipapo vanhu vose vakati kuna Samueri, "nyengetererai henyu varanda venyu kuna Jehovha Mwari wenyu, tirege kufa, nokuti takawedzera pazvivi zvedu zvose chinhu ichi chakaipa, kuti takazvikumbirira mambo."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vanhu vose vakati kuna Samueri, “Nyengetererai henyu varanda venyu kuna Jehovha Mwari wenyu, tirege kufa, nokuti takawedzera pazvivi zvedu zvose chinhu ichi chakaipa, kuti takazvikumbirira mambo.”