1 Samuel 12:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
musatsauka, nokuti kana mukaɗaro, mucateʋera ɀinhu ɀisinamaturo, ɀisiŋgaɓatsiri kana kurwira, nokuti haɀinamaturo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musatsaukira kuzvifananidzo zvisina maturo. Hazvina chakanaka chazvingakuitirai, kana kukununurai, nokuti hazvina maturo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
murege kutsauka nokuti kudaro kutevera zvifananidzo zvisina maturo, zvisingabatsire, zvisinganunure nokuti hazvina kana chazvinazvo mazviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
musatsauka, nokuti kana mukadaro, muchatevera zvinhu zvisina maturo, zvisingabatsiri kana kurwira, nokuti hazvina maturo.
Shona 2009?
musatsauka, nokuti kana mukadaro, muchatevera zvinhu zvisina maturo, zvisingabatsiri kana kurwira, nokuti hazvina maturo.
Shona SUB 2002 Bible
musatsauka, nokuti kana mukadaro, muchatevera zvinhu zvisina maturo, zvisingabatsiri kana kurwira, nokuti hazvina maturo.