1 Samuel 12:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Jehova haaŋgasiyi ʋanhu ʋake nokuɗa kwezita rake guru, nokuti Jehova wakafara naɀo kukuitai imi ʋanhu ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuda kwezita rake guru Jehovha haazorambi vanhu vake nokuti Jehovha akafadzwa kuti akuitei vake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chandinodariro ndechichi chokuti Tenzi haamborasa vanhu vake pamusana pezita rake guru nokuti chido chake zvake Tenzi kuti akuitei vanhu vake pachake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Jehovha haangasiyi vanhu vake nokuda kwezita rake guru, nokuti Jehovha wakafara nazvo kukuitai imi vanhu vake.
Shona 2009?
Nokuti Jehovha haangasiyi vanhu vake nokuda kwezita rake guru, nokuti Jehovha wakafara nazvo kukuitai imwi vanhu vake.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Jehovha haangasiyi vanhu vake nokuda kwezita rake guru, nokuti Jehovha akafara nazvo kukuitai imi vanhu vake.