1 Samuel 12:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ityai Jehova, mumushumire neɀokwaɗi nemŋoyo yenyu yose, nokuti raŋgarirai ɀinhu ɀikuru ɀaakakuitirai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi ityai Jehovha, mumushumire iye nokutendeka, nomwoyo wenyu wose; rangarirai zvinhu zvikuru zvaakakuitirai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chenyu imi, kutya Tenzi, mumunamate nomwoyo wose, makatendeka nokuti munofanira kuyeuka zvinhu zvikuru zvaakakuitirai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi ityai Jehovha, mumushumire nezvokwadi nemwoyo yenyu yose, nokuti rangarirai zvinhu zvikuru zvaakakuitirai.
Shona 2009?
Asi ityai Jehovha, mumushumire nechokwadi nemoyo yenyu yose, nokuti rangarirai zvinhu zvikuru zvaakakuitirai.
Shona SUB 2002 Bible
Asi ityai Jehovha, mumushumire nezvokwadi nemwoyo yenyu yose, nokuti rangarirai zvinhu zvikuru zvaakakuitirai.