1 Samuel 12:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana mukaramba muciita ɀakaipa, mucaparadzwa, imi namambo wenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kana mukaramba muchiita zvakaipa, imi namambo wenyu muchaparadzwa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kana mukaramba muchiita zvakaipa muchaparadzwa mose iyemi pamwechete namambo wenyu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Asi kana mukaramba muchiita zvakaipa, muchaparadzwa, imi namambo wenyu.”
Shona 2009?
"Asi kana mukaramba muchiita zvakaipa, muchaparadzwa, imwi namambo wenyu."
Shona SUB 2002 Bible
“Asi kana mukaramba muchiita zvakaipa, muchaparadzwa, imi namambo wenyu.”