1 Samuel 12:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iʋo ʋakati: Hamuna‐kutinyeŋgera, kana kutitambudza; hamuna‐kugamucira cinhu kumunhu upi noupi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakapindura vachiti, “Hamuna kutinyengera kana kutidzvinyirira. Hamuna kutora kana chinhu kubva muruoko rwomunhu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivo vakati, “Hapana chamakatibiridzira. Hamuna kumbotibata zvakaipa, kana kutora chimwe chinhu chomunhu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ivo vakati, “Hamuna kutinyengera, kana kutitambudza; hamuna kugamuchira chinhu kumunhu upi noupi.”
Shona 2009?
Ivo vakati, "Hamuna kutinyengera, kana kutitambudza; hamuna kugamuchira chinhu kumunhu upi noupi."
Shona SUB 2002 Bible
Ivo vakati, “Hamuna kutinyengera, kana kutitambudza; hamuna kugamuchira chinhu kumunhu upi noupi.”