1 Samuel 12:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwaʋari: Jehova unokupupurirai, naiye muzodzwa wake unopupura nhasi, kuti hamuna‐kuwana mhoȿa kwandiri. Ʋakati: Ndiye capupu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Samueri akati kwavari, “Jehovha ndiye chapupu chinokupomerai, uye muzodziwa wake ndiye chapupu zuva ranhasi, kuti hamuna kuwana kana chinhu muruoko rwangu.” Vakati, “Ndiye chapupu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Samueri ndokuti kwavari, “Tenzi ndiye achava chapupu kwamuri, muzodzwa wake ari chapupu nhasi uno kuti hapana chomunhu chamaona ndinacho.” Ivowo vakati, “E-e ndiye chapupu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwavari, “Jehovha unokupupurirai, naiye muzodzwa wake unopupura nhasi kuti hamuna kuwana mhosva kwandiri.” Vakati, “Ndiye chapupu.”
Shona 2009?
Akati kwavari, "Jehovha unokupupurirai, naiye muzodzwa wake unopupura nhasi kuti hamuna kuwana mhosva kwandiri." Vakati, "Ndiye chapupu."
Shona SUB 2002 Bible
Akati kwavari, “Jehovha unokupupurirai, naiye muzodzwa wake unopupura nhasi kuti hamuna kuwana mhosva kwandiri.” Vakati, “Ndiye chapupu.”