1 Samuel 12:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Samueri akati kuʋanhu: Jehova ndiye wakaŋga agadza Mosesi naAroni, nokuɓuɗisa madziɓaɓa enyu panyika yeEgipita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Samueri akati kuvanhu, “Jehovha ndiye akasarudza Mozisi naAroni akabuditsa madzitateguru enyu kubva muIjipiti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Samueri akati kuvanhu, “Tenzi ndiye akasarudza Mosesi naAroni vakaburitsa madzibaba enyu munyika yeIjipiti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Samueri akati kuvanhu, “Jehovha ndiye wakanga agadza Mosesi naAroni, nokubudisa madzibaba enyu panyika yeIjipiti.
Shona 2009?
Zvino Samueri akati kuvanhu, "Jehovha ndiye wakanga agadza Mozisi naAroni, nokubudisa madzibaba enyu panyika yeIjipiti.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Samueri akati kuvanhu, “Jehovha ndiye wakanga agadza Mosesi naAroni, nokubudisa madzibaba enyu panyika yeIjipiti.