1 Samuel 12:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ɀino cirambai mumire, kuti nditaurirane nemi pamberi paJehova pamsoro peɀose ɀakarurama ɀamakaitirwa naJehova, imi namadziɓaɓa enyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo zvino chimbomirai nditaure nemi pamberi paJehovha pamusoro pezvose zvakarurama zvamakaitirwa naJehovha, imi namadzibaba enyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka zvino chimbomirai ndikutsanangurirei pano pana Tenzi zvinhu zvakaitwa naTenzi zvokuvanunura, zvaakaitira imi namadzibaba enyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Naizvozvo zvino chirambai mumire, kuti nditaurirane nemi pamberi paJehovha pamusoro pezvose zvakarurama zvamakaitirwa naJehovha, imi namadzibaba enyu.
Shona 2009?
"Naizvozvo zvino chirambai mumire, kuti nditaurirane nemwi pamberi paJehovha pamusoro pezvose zvakarurama zvamakaitirwa naJehovha, imwi namadzibaba enyu.
Shona SUB 2002 Bible
“Naizvozvo zvino chirambai mumire, kuti nditaurirane nemi pamberi paJehovha pamusoro pezvose zvakarurama zvamakaitirwa naJehovha, imi namadzibaba enyu.